CHIBVUMIRANO (THE AGREEMENT Mienzaniso yeMagwaro

CHIBVUMIRANO (THE AGREEMENT. Izvi ndizvo zvisungo zvinokutungamira mukushandisa zvirongwa zveTeleCash izvo zvinowaniswa neTelecel, uye kana uchizvitambira zvinoreva kuti pave nechibvumirano pakati pako neTelecel. Kana ukanyoresa kuti wave kushandisa TeleCash kubudikidza nekuzadzikisa form rekunyoresa, unenge wabvuma kushanda uchitungamirwa nezvisungo izvi. Naizvozvo unofanira kuverenga wonzwisisa zvisungo izvi uye kana usingabvumirane nazvo, haufanire kunyoresa kuti urikuda kushandisa TeleCash.