CHIBVUMIRANO CHEBASA
CHIBVUMIRANO CHEBASA
MUSHANDI ANE KODZERO YEKUSHANDA PAANOKWANISA
Iri gwaro resungano rinofanirwa kuzadzikiswa panopinda basa mushandi ane kodzero dzekusarudza nguva yekushanda uye zvinofanirwa kupihwa bvumo nekunyorwa pasi nedanho rinoona nezvevashandi nemashandirwo acho (Human Resources Delegation Policy).
KUUNZWA KWEMAGWARO EKUBHADHARWA
Vashandi vanosungirwa nemutemo wechikoro chepamusoro (university) kuunza magwaro avo ekubhadharwa kuvakuru xxxx xxxxxx, chiriporipocho vangopedza nguva dzavo dzemaviki mairi avakatarirwa kushanda.
MUSHANDI MUTSVA
Bvumo yekubhangi negwaro rezve Mitero (Tax Declaration form) zvinosungirwa kubatanidzwa negwaro iri.
MUSHANDI VAKAMBOSHANDA/ ACHIRIPO PA <NAME OF UNIVERSITY> NDINOBVUMA KWETE
Tapota ipa nhamba yomushandi pabasa:
Xxxx remhuri: | Xxxx: | Zuva Rekuberekwa: | / | / |
Kero (address): | Posvokodhi (Postcode): | |||
Nhamba/Nhamba Dzerunhare (kumba): Runharembozha: Danho/Boka rechikoro: Xxxx rechikoro: Nzvimbo yechikoro: |
Mitemo nemirairo yeiko zvino yepachikoro chepamusoro che<NAME OF UNIVERSITY> (Zvevadzidzi nevashandi) Bvumirano yemabato ivawo (Enterprise Agreement) (EA) zvichave zvinoongorora mashandiro ako. Ndapota cherechedza kuti zvichienderena nedzidzo yako, mushandi ane kodzero yekusarudza nguva yekushanda anobvumidzwa kutsvaga basa rine nguva yakatemerwa kana kuti rinoenderera mberi. Runyorwa rweikozvino rweEA runogona kuonekwa parumhepo rwe <NAME OF UNIVERSITY> (website) pasi pehurukuro yakanzi “marongerwe ekushanda” (Employment Arrangements). Mitemo ne mirirairo iyi haisi pachibvumirano chako chaikozvino.
MUTEMO YECHIBVUMIRAMO: Unogona kupiwa basa nechikoro chepamusoro, muchidimbu chimwe chenguva (hourly) panguva yakatarwa pazasi: |
Zuva Rekutanga basa: / / Zuva Richapera basa / / Mushandi Anodzidza: Muongorori webasa: |
Nyora nhamba dzekwashandwa xxxx xxxx ibviswe (Account code to be debited):
. | . | . | / | ||||||||||||||
. | . | . | / |
MABASA ANOFANIRWA KUSHANDWA | ||||
XXXXXXXXXXX | XXXXXXX XXXXXX | XXXX XXXXXXXXXXXX (ichisanganisa chikamu chimwe pazvina) (25% loading) | HUVANDU HWEMAVI KI | SANGANISO YEHUVANDU HWENGUVA DZINOTARISIRWA |
HUVANDU |
Kana wave kuzoda kutanga basa gwaro chairo rechibvumirano rinofanirwa kuunzwa kuhofisi ye mabasa ebhizinisi (HR Business Services), xxxxx xxxxx rakafanana naro ropihwa kumushandi.
Pekushandiswa ne Danho re hofisi yebhizinisi chete: |
Nhamba yebasa yemushandi: |
Mhamba ye (POS): Mubhadharisi/Mabharani: Zuva: / / |
NGUVA DZEMUSHANDI ANE KODZERO YEKUSHANDA PAANOKWANISA
Uchange uchishanda zvakaenderana nechikamu chenguva imwe (hourly basis). Nguva dzakatarwa ndedzekungotaridza chete uye dzinochinja zvichienderana nebasa rinoda kuitwa nechikoro chepamusoro (university) panguva dzacho. Kushanda zvakapfurikidza nguva dzakatarwa , zvinoda bvumo kubva kuvakuru kana kumuongorori webasa usati vatanga kuita basa xxxxx.
MUBHADHARO/XXXXXXXXXXXXX XXXXXX XXXXXXXXXX
Nguva dzekubhadharwa dzinoverengwa zvichienderana nechirongwa che EA2011 (Schedule). Utarwo rwebhadharo urwu rwunobatanidza nezvinonzi (loading in lieu) yekuzorora xxxxxx ,kuzorora pakurwara, mazuva akatarwa kusashanda (public holiday), ne mari inobhadharwa kana washanda pamazuva ekuzorora kana kupera kweviki. Unofanira kunyora parugwaro rwekubhadharwa kwevashandi vane kodzero dzekushanda pavanokwanisa (HR10 form) pabasa rese rinenge raitwa paviki mbiri dzapfuura zvichienderana memirairo ye bhandharwo (Payroll Policy & Procedures).
Gwaro iri rinofanirwa kubvumirwa nedanho rinoona nezvevashandi.
DZIDZISO YEBASA/KUTARIDZWA NZVIMBO YEBASA
Unofanirwa kuva munhu anenge aripowo pakutaridzwa panzvimbo yauchashandira zvichienderana nebumbiro yetaridzo yepabasa (Workplace orientation checklist) - mushandi ane kodzero yekushanda paakwanisira (HR21) ne muongorori wako webasa.
XXXXXX XXXXXXXXXX XXXXXXXXXX
Unofanirwa kuziwa mitemo yebasa nguva dzose.
KUZVIDZA NEKUSHOROPODZA VAMWE PANZVIMBO YEBASA
Unofanirwa kuziwa nekuteedzera mitemo yekuzvidza nekushoropodza vashandi nguva dzose.
CHIRATIDZO CHEKUDZIDZA/MAPEPA EDZIDZO ANODIWA.
Kupiwa kwebasa iri kunoitika chete kana waunza chiratidzo chekudzidza basa iri kune muongorori webasa rako (kana zvichikwanisika) ne chiratidzo chekuti unobvumidzwa kushanda mu Australia (zvinodiwa kuonekwa). Magwaro akaongororwa nevanobvumidzwa kuatarisisa anobvumwa nechikoro chepamusoro kana kuti gwaro xxxxx xxxxxx ozodhindwazve (Muongorori webasa anofanirwa kuatarisa onyora kuti aona magwaro acho nekunyora zuva raaona). Hudzidzo hwebasa hunofanirwa kutariswa pachikoro ipapo/Chikamu chinenge chichishandirwa chinofanira kunyora pasi mune zvakatarwa pasi apa.
XXXXXXXXXX XXXXXXXX |
UKAMU HUKURU/ZVAKAKOSHA MUDZIDZO XXXX REDZIDZO CHIKORO XXXXXX XXXXX Sekuti.Kaboko (Bachelor), Chitikinyani (certificate) |
Zvakanyora pamusoro apa zve magwaro edzidzo zvinofanirwa kuonekwa nemukuru webasa/muongorori webasa uye rimwe ngwaro rakafanana rinofanirwa kupihwa vakuru vebasa ava.
Gwaro rekubvumidzwa kushanda nevana inogona kudiwa zvichienderana nechitsvimbo
Tsamba yeongorori nemapurisa chebasa. (Ndapota xxxx xxxx kana zvichidiwa)
XXXXXX XXXXXXX XXXXXXXXX CHEPAMUSORO (STATUTE REGULATION AND POLICY)
Unofanirwa kuteedzera mitemo nerairo dzechikoro chepamusoro panguva dzose dzose dzainenge yasandurwa nekugadziriswa. <NAME OF UNIVERSITY> inoda xxxx xxx xxxxx anoziva iyi mitemo nekuiteedzera pamusoro pemitemo irimo mubvumirano yebasa. Mitemo yechikoro chepamusoro
haisi pachibvumirano chegwaro rebasa iri. Mitemo iyi inogona kutsvagwa pa mhepo dze <NAME OF UNIVERSITY>.
CHINANGWA CHEZVIDZIYO ZVEHUNGWARU NEKODZERO DZACHO
Chikoro chepamusoro ndicho chine hukodzero hwose hweiko zvino nehuchazoteera, mazita azvo nezvinodakadza mu nekune gadziro, kuziva-kuita, mashoko akakosha, (patents), mazita ekushambadza navo, zvigadzirwo, nhoroondo dzacho, zvadzokororwa, mazita chaivo, zvirongwa zvepamakombiuta (computer) neyose zvayo kodzero inobva pazvishando zveungwaru (Intellectual Property), zvichiisira kodzero (kana iripo) yekuzvinyoresa kuti zvizivikanwe, mune zvinoshandiswa kana mimwe mishando yavakaita panguva dzavaishanda ne chikoro chepamusoro kana kuti uchshandisa zvinhu zvechikoro chepamusoro. Unofanira kubvumirana nekushandira pamwe chete kana wave kudiwa kuti utore chidanho, zvichiisira kunyora xxxx xxxx kumagwaro, zvichipa udzamu kuchinangwa chezvidziyo zvehungwaru nekodzero dzacho pachikoro chepamusoro.
Xxxxxxxxxxx, semutsvaki anoshanda mumunda umo muchabva hukohwi hwako kana kuti zvichakundisa pamabasa emaoko muhushandi hukuru (commercial sphere), une basa rekuti uvake.
MABASA NEZVINOTARISIRWA KUITA PABASA REKURATIDZIRA (SIMULATION).
Unosungirwa kuteedzera gwaro remabasa mezvinotarisirwa pabasa. Haubvumirwi kutanga basa rekuratidzira kusvikira vanyora xxxx xxxx pasi maererono negwaro iri uchibvuma mabasa netaridzo idzi.
Ne kunyora xxxx xxxx pane zvakanyora pasi apa, ndinobvuna nekutenda mitemo nerairo dzegwaro rekupinda basa iri kana zvichibvira.
□ Ndapa magwaro akanyorwa kunzi ndivo nemuongorori kana kuti mangwaro chaivo (mavambo originals) kumuongorori webasa rangu rekudzidza kwangu kana magwaro edzidzo yechikoro chemaoko (tertiary) zvinoenderana nebasa randiri kupinda.
□ Ndinobvuma kuti <NAME OF UNIVERSITY> ine chibvumo chekutarisisa gumisiro yezvekupinda basa zvichienderana nechidanho chebasa zvakaita se Kushanda ne Vana/Ongorori Yemapurisa.
□ Ndapa magwaro akanyora kuti ndivo nemuongorori kana kuti mangwaro emavambo kumuongorori vangu webasa (kuti aburitswe akafanana) e kutaridza kuzvarwa kwangu muAustralia/pasipoti; kana kuti ndisina kuzvarirwa mu Australia, ndipe mapepa anotaridza kuva mugari wenyika ino, mapepa ekubvumidzwa kushanda kana kuti chitikinyani chehugari hwemu Australia.
(Kana usiri mugari wemuAustralia mapepa anotaridza bvumo yekushanda muAustralia anofanirwa kuendeswa kudanho rinoona zvevashandi (HR) pamwe chete nemagwaro ekupinda basa)
Nekunyora xxxx xxxx pane zvakanyorwa pasi apa, ndinobvuma nekutenda mitemo nerairo dzegwaro rkupinda basa iri ndichizvikuhumidza kuti:
□ Ndaverenga nekunzwisisa mashoko epamusoro pekushora nekumhura vamwe pabasa.
□ Handina kukwara kana chirwere chingazomutsiridzwa ne mashandiro andinenge ndichiita (pursuant to s82(7)) ne (8) ye zvekubhandarwa kwevakaita njodzi.
□ Ndine kukwara kana chirwere chingangomutsiridzwa nemashandiro andinenge ndichiita, pursuant ye s82(7) ne (8) ye zvebhadharo dzevakaita njodzi. Ndaisa tsamba inotaridza hudzamu hwekukwara kana chirwere.
□ Handiana kumbotambira hukamu hwekusashanda (Redundancy Package) kubva kuchikoro chepamusoro <NAME>.
OR
□ Ndakambotambira hukamu hwekusashanda (Redundancy Package) kubva pachikoro chepamusoro <NAME> uye zuva rekubva pa <NAME OF UNIVERSITY> ndi / / (Mupimo pamashandiro unogona kushandiswa. Ndapota tanga xxxxx xxxxx re Vanhu neMagariro neTsika dzavo usati vatanga kushanda.)
Mushandi: Xxxxx xxxxxxxxxxx (signature) | Xxxx: Date Nyora zvinoverengeka | / / |
Zvakohomedzwa na: Mukuru/muongorori webasa | Xxxx: Date / Nyora zviniverengeka | / |
Zvabvumirwa na: Xxxx: Date / /
Munhu akakodzera muhofisi ye yebumbiro re HR Delegations Nyora zvinoverengeka
Kubva musi weposhi (1) Ndira 2010 mashoko aya e Fair Work anenge achizopihwa kumushandi mutsva nevaonoshandira nekukurumidza achangotanga basa. Iri gwaro remashoko rinopa ruzivo panyaya dzinobata basa remushandi. Kana ucida kuzivisisa, unogona kufonera Fair Work Infoline pa 13 13 94 kana kuenda pamhepo xxx.xxxxxxxx.xxx.xx
• MAMIRIRO EMASHANDIRWI ENYIKA YOSE
Xxx xxxxxxx re Fair Work 2009 rinopa fukidzo yekuchengetedzwa kuri pas pasi kwemitemo nerairo dzekumabasa zvichiburikidza nemamiriro emashandirwi (National Employment Standards (NES)).
Pane zviitwo gumi zvepamabasa mu NES
1. Kugumira kushanda makumi matatu nemasere enguva (hours) paviki kuvashandi varipo nguva dzose uye kuedzera imwe nguva ine rangariro kwayo.
2. Bvumo kukumbira nguva dzekushanda zvichienderana nekuchengeta mwana xxxxx ave kuenda kuchikoro kana kuti xxx xxxx pemakore gumi nemasere akaremara.
3. Zororo rekunge vazvara mwana kana kupiwa mwana uchiita vako yegore (isingabhadharwe) ne bvumo yekukumbirazve rimwe xxxx.
4. Maviki mana ekuzorora xxxxxx (pro-rata).
5. Mazuva gumi anobhadharwa ekuchengeta mhuri ichirwara (pro rata), mazuva maviri anobhandarwa ekuchema hama yafa, ne mazuva mairi asingabhadharwe ekuchengeta mhuri ichirwara.
6. Zuva rekubatsira mabasa emutsvimbo yaunogara sekuenda kumatare edzimhosva kana kubatsira patsaona kana mhingamupinga dzinoitika muupenyu. Xxx xxxxxx xxxxxxxxxxxxx kusiya kana vaenda kumatare edzimhosva.
7. Zororo rekunge vashanda kwemakore akavanda.
8. Mazororo akatarwa kumunhu wese nezvivadudziro zvacho zvinobhadhara senguva dzisina zororo.
9. Kupa yambiro yekusiya basa kana kusashanda zvinobhadharwa.
10. Kodzero yemushandi mutsva pabasa kupiwa gwaro rezve sangano re Fair Work.
Gwaro xxxx zvese re NES rinoonekwa pa xxx.xxxxxxxx.xxx.xx. Ndapota cherechedza kuti maitiro ne zvimanikidzo zvinogona kuva zvinobata iwe ne NES. Sekuti pane zvimwe zvisingabate vashandi vane kodzero dzekushanda pavanokwanisa.
Kana uchishandira munhu anotengesa kana kuti ave kupa bhisinisi rake kune munwe munhu, zvimwe zvibatwa zve NES kwauri zvinogona kuramba zvichibata iwe. Izvi zvibatwa zvinosanganisira zororo rekuchengeta mhuri ichirwara, zororo rekunge vazvara mwana uye kodzero yekukumbira nguva dzekushanda dzakarerukira kwauri.
• Xxxxxxx Xxxxx zvino (Modern Awards)
Pamusoro pe NES, ungangobatwazvwe ne mubairo weiko zvino. Iyi mibairo inobata kumabasa emaoko (industry or occupational) uye anopa humwe hurongwa hwekumanikidza zvepasi pasi zvemamiriro ekushanda. Panezve mubairo wezvakangosiyana siyana unobata avo xxxxxxxx xxxxxx xxxxxxx nemubairo weiko zvino.
Mubairo weiko zvino unenge uine mitemo yezve mubhadharwo wakatarwa kunzi ndivo unotangira kupiwa mushandi, mubhadharwo wepazororo kana kushanda mugovera nesvondo, mushando
wacho, nguva dzakafanira dzekushanda, nguva dzebasa (hours), tuzororo tunovanikwa panguva dzekushanda, xxxxxxxxxx xxxxxx, xxxxxx, zororo, mari
yekupiwa vachembera uye zvinoitwa kana uchida kubvunza, kumiririrwa ne kugadzirisa zvinenge zvanetsa. Unogonazve kuva nemitemo yekumabasa emaoko yakanangana nekubhadharwa kana usi kushanda (Redundancy entitlements).
Kana uri mukuru webasa kana kuti mushandi anobhadharwa mari yepamusoro, mubairo yeiko zvino inobata vamwe inogona kusabatawo iwe. Sekuti apo mushandirwi vako anotsiidza muchinyorwa kuti uchavana mari inoita zana nesere rechiuru ne mazana matatu emadhora ($108,300) xxxxxx (semuhurongwa-indexed), mubairo weiko zvino haubhadhari asi NES inobhadhara.
Kuiswa kwemubairo weiko zvino kunogona kushandura zvivanikwa zvako.
• Kugadzirwa kwebvumirano
Unogona kuvamumwe vevanopinda muhurongwa hwe kukurudzira mashandiro (enterprise bargaining) apo mushandirwi, iwe, neanomirira vashandi (sekuti mubatanidzwa (union)) kana vamwewo wezvehurukuro) motaurirana nezvebvumirano yekukurudzira vashandi. Kana zvatambirwa ne we Fair Work Australia, uku kubvumirana kwekukurudzira vashandi kunozomanikidzirwa nekupa kuchinja kwemitemo nemashandiro epabasa pako.
Pane mitemo yakatsaukana maererano nezve nhaurirano dzekukurudzira vashandi. Mitemo iyi iri pamusoro penhaurirano, sarudzo, nedzimwe nyaya dzinofanira kana kusafanira kuva mukukurudzira vashandi, uye kuti bvumirano iyi ingagamuchirwa sei neve Fair Work Australia.
Iwe nemuzvina basa / mushandirwi wako mune kodzero yekumiririrwa nevakamirira zvekukurudzira vashandi , uye vanofanirwa kiita izvi mukuvimbikakana kana vachinge vawe kutaurirana makurudziro evashandi. Pane mitemo yakaomarara kana vashandi vakaita mapitse nekuramwa basa pasina kutaurirana kwakanaka (industrial action). Kana uine mibvunzo ye zvekugadzirwa, zvakasiyana, nekusiya/kuregedza mabvumiro ekurudziro dzevashandi.
• Marongerwo Akasununguka kumunhu woga woga
Mubairo waiko zvino kana, chibvumirano chezvemashandiro chako, chinofanirwa kuwe nemitemo yakasununguka. Mutemo uyu unokupa bvumo yekuti iwe nemuzvina basa wako mubvumirane kuti iwe uwe nenguva dzakasununguka dzekushanda (Individual Flexibility Arrangement (IFA)), uyo inosiyanisa siyanisa mapimiro emitemo yemubairo weikozvino zvino kana kuti bvumirano yevashandi. IFA yakagadzirirwa kubatsira zvichemo zvako iwe pamwe nemushandirwi.
Haumanikidzwi kuita IFA, asi kana wasarudza kuita IFA unofanira kunge uchigona mune zvese. Ma IFA anofanyirwa kunge akanyora pasi, uye kana uri pasi pemakore gumi nemasere okuberekwa, IFa yako inofanirwa kucherechedzwa nemubereki kana anokuchengeta.
• Kuzvitonga kuzere pakuvadzana ne kodzero dzepabasa (kuchengetedzwa pabasa) Mutemo haungope chete kwauri kodzero, unonyatsoona kuti zvataurwa/zvakanyorwa zvazadzikiswa here. Hazvibvumidzwe nemitemo kuti mushandirwi wako atore madanho akaomarara kwauri nekuti
une kodzero yako pabasa. Xxxxxxx akaomarara aya anosanganisira kudzinga basa, kuramba kukupinza basa, kungokanganisa mashandiro ako,
kana kukubata nekunze kwemaoko zvakasiyana nevamwe vashandi. Dzimwe kodzero dzako dzepabasa dzinosanganisira kuva nekuzvitonga kuzere pakuwadzana nevamwe pabasa (zvichisanganisira kodzero yekusarudza kana kusasarudza kuva nhengo yemubatanidzwa), uye kodzero yekuva wakasununguka pakubatwa senhapwa, uye kufurirwa nekumanikidzirwa mune zvausingade.
Kana wakambotarisana nekuitirwa danho rakaomarara nemuzvina basa wako, unogona kutsvaga rubatsiro kubva ku Fair Work Ombudsman kana kuti Fair Work Australia (Maitiro xxx xxxxxxxxx ne kuchengetedzwa pabasa apo iwe unenge wadzingwa basa unofanirwa kunge zvaendeswa ku Fair Work Australia xxxxxx memazuva anokwana kuita makumi matanhatu.)
• Kugumiswa/Kumiswa basa
Kuregereswa basa kunouya pamusana pezvinetswa zvakasiyana siyana, kusanganisira kuva munhu asasagone basa, kusiya iwe wega munhu kana kudzingwa nemuzvina basa. Kana ushandi hwako hwapera kana kugumiswa, une kodzero dzekupiwa zvese zvaunenge usati vapiwa zvemushando wako. Izvi zvinogona kusanganisira mugove wako vaunenge usati wapihwa, mugove wekuudza kana kuudzwa kunzi uchasiya basa, mugove we mazuva aunganidzwa ezororo repagore uye zororo mushure mekushanda nguva refu neimwewo migove yekunge usasashande.
Muzvina basa wako haafaniri kukuregedzesa basa achiita maitiro “outsinyi”, asina kufanira uye asinganzwisisike. Kana izvi zvaitika, zvinogona kuve zvinonzi kudzinga munhu zvisina tsarukano ende zvinokodzera kuisa chichemo ichi Hu Fair Work Australia kuti uvane rubatsiro. Zvakakosha kuti ucherechedze kuti ichi chichemo chinofanirwa kuendeswa ku Fair Work Australia xxxxxx menazuva anokwana gumi xxxxxx xxxxxxx mekunge wadzingwa basa. Pane mamwe maitiro akangonangana nemabhisinisi madiki , achisanganisira mitemo yekudzingwa basa mumabhizinisi madiki zvakakodzera. (Small Business Fair Dismissal Code).Kana uchida ruzivo rwakakwana pamusoro pemutemo uyu ndapota enda pa xxx.xxxxxxxx.xxx.xx.
• Bvumo Yekupinda
Bvumo yekupinda zvinoreva zvakatarisirwa kuvanhu vane gwaro rekupinda. Muridzi wemagwaro iwaya anofanira kuva nemagwaro chaivo uye achiri kushanda ekupindisa panzvimbo iyoyo achinge akaavana kubva ku Fair Work Australia, uye anofanirwa kupa chiziviso chezuva rose (24 hours) kuti achazoda kupinda panzvimbo iyoyo.Rupindo urwu runogona kuva rwehurukuro netsvakurudzo dzechirongwa chinenge chichida kuitwa, kana kuti hurukuru pamusoro kwezvinetswa zvemitemo yepamabasa inenge ichinetsa mumwe wevanenge vakabata magwaro kana kuti nyaya dzinomiririra ushandi hwemaoko, utano nekudzivirirwa kwenjodzi mumabasa. Mubati wemagwaro anogona kuongorora kana kuti kudzokorora mapepa kubva mune chaiyo chaiyo, asi, pane mitemo yakasimba yokusashambadza zvawaona inosunga vabati vemangwaro, chiumbwa chacho ne muzvina basa wacho.
• Fair Work Ombudsman ne Fair Work Australia
Fair Work Ombudsman idanho rakazvimirira roga remitemo rakagadzirwa pasi pe Fair Work Act 2009, uye rinoshanda kukurudzira runyararo, kushanda zvine simba nekubatana kwevashandi kumabasa muAustralia. Fair Work Ombudsman inodzidzisa vana muzvina
basa nevashandi vawo nezvekodzero nezvinotarisirwa pamabasa kuti kunzwisisana kwemitemo yebasa kuvepo.Apo zvinenge zvakakodzera, Fair Work Ombudsman inotanga kufambisa hurongwa hwekutonga vana muzvina basa, vashandi nevamiriri vawo kana mitemo xxxxxx xxxxxxx isina kuteedzerwa.
Kana uchida mashoka akazara kubva ku Fair Work Ombudsman, unogona kuvabata parunhare rwe
Fair Work Infoline 13 13 94 kana kuenda pa xxx.xxxxxxxx.xxx.xx.
Fair Work Australia idanho rakamirira mitemo yekuvadzana kwekumabasa ose ,iri pasi pe Fair Work Act 2009. Fair Work Australia idanho rakazvimiririra xxxx xxxx simba xxxxxx xxxxxx akasiyana siyana anoenderana the kudzivirirwa kusabhadharwa kuri pamutemo kwevashandi nemashandiro acho, bvumirano yepamabasa, kuramwa kwevashandi basa zvisiri pamutemo, kugadziriswa kwe gakava pakati pevashandi nevashandirwi, kusiya/kupera kwebasa nedzimwewo nyaya dzepamabasa.
Kana uchida ruzivo rwakakwana, unogona kuvabata parunhare rwe Fair Work Australia pa 1300 799 675 kana kuenda pa xxx.xxx.xxx.xx.